Wanitwa Mos, Master KG and Jah Prayzah Lyrics
The lyrics for Kusina Mai by Wanitwa Mos, Master KG and Jah Prayzah are available below. Read and sing along.
Kusina Mai Cover
Wanitwa Mos, Master KG & Jah Prayzah – Kusina Mai Lyrics
Zimweya mweyaZimweya mweyaHmmm ini ndarikoniwaZvaitoda Mbuya NehandaHaa ndonzawa kurova kwehanaHmmm hiye hooHaa iye hiye hooZvaitoda Mbuya NehandaNdega ndonzwa kurova kwehanaHiye hiye hooHiye hiye hooZvaakutoda Mbuya Mbuya NehandaKana MesiyaNdega ndonzwa kurova kwehana
Hakuendwe kusina AmaiSimba rangu riri munzvimbo yandakayamwaHakuendwe kusina AmaiMangwana uchada kudzoka, natsa kwawabvaHakuendwe kusina AmaiSimba rangu riri munzvimbo yandakayamwaHakuendwe kusina AmaiMangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
Wodemba-demba, wochema-chemaWaneta kudana mukomaHarifambike sango iweHarifambike sango here?Wodemba-demba, wochema-chemaWaneta kudana mukomaHarifambike sango iweHarifambike sango here?
Haa iye hiye hooHaa iye hiye hooHarifambike sango iweHarifambike sango here?Haa iye hiye hooHiye hiye hooHarifambike sango iweHarifambike sango here?
Haune zivo yoko mwanaweHakune rwiyo rwaunobvumiraHakuna rurimi rwaunotauraHakuna weko waunoyeukaHaune zivo yoko mwanaweHakune rwiyo rwaunobvumiraHakuna rurimi rwaunotauraHakuna weko waunoyeuka
Hakuendwe kusina AmaiSimba rangu riri munzvimbo yandakayamwaHakuendwe kusina AmaiMangwana uchada kudzoka, natsa kwawabvaHakuendwe kusina AmaiSimba rangu riri munzvimbo yandakayamwaHakuendwe kusina AmaiMangwana uchada kudzoka, natsa kwawabva
Wodemba-demba, wochema-chemaWaneta kudana mukomaHarifambike sango iweHarifambike sango here?Wodemba-demba, wochema-chemaWaneta kudana mukomaHarifambike sango iweHarifambike sango here?
Haa iye hiye hooHaa iye hiye hooHarifambike sango iweHarifambike sango here?Haa iye hiye hooHiye hiye hooHarifambike sango iweHarifambike sango here?
Haune zivoHakune rwiyoHaune zivoRurimi rwaMai
Explore Other Latest Music Lyrics Here
Get Fresh updates as they drop via Twitter and Facebook
The post ‘Kusina Mai’ Lyrics by Wanitwa Mos, Master KG and Jah Prayzah appeared first on ovideos.ng.